Sekesazw

Sekesazw Sekesa is a comedy page

30/12/2021

😂😂😂

25/08/2021

Why is it that i'm handsome but not photogenic nhai?🤔

Mskana akafanana nechimunya chako.Ukanonoka kumuka monaz unowana chadyiwa
21/08/2021

Mskana akafanana nechimunya chako.Ukanonoka kumuka monaz unowana chadyiwa

😂dead dead dead⚰️
18/08/2021

😂dead dead dead⚰️

Murume wese huya panoZviriko here zvekuti a whole murume like you unotosvika pakuchembera usina kungopfimbwawo nebhebhi?...
16/08/2021

Murume wese huya pano

Zviriko here zvekuti a whole murume like you unotosvika pakuchembera usina kungopfimbwawo nebhebhi?

What kind of man are you?.

Itai serious boys munotidzikisira.Shuwa kushayawo 1 bhebhi rinokunyengawo kubva utange grade 1

Haa this is not

But type yevana vanoda kuendeswa kunana huku inn slice chii chii bho here?Ndini paye pindikiti ndakasvikira type yemwana...
15/08/2021

But type yevana vanoda kuendeswa kunana huku inn slice chii chii bho here?

Ndini paye pindikiti ndakasvikira type yemwana ichirova jembi paden senge team rekuZesa kana riri musango.Mwana aimhanya iyeye.Unoketa zvinoita imbwa kana ichirova sadza?.Yaa ndo sound yaibuda mukanwa meMwana.

Apa gaya kuti kana ane mface wake anenge achiita senge asingadye sadza.Akatengerwa huku inn anotsenga senge asina mazino.

But bho here vana?

Anyway haisi danger zvayo chokwadi chichazongobuda kana wakandwa paKitchen.

Address

Norton

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sekesazw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category