Eagle Voice Music

Eagle Voice Music "EVM" is all about social commentary, danceable, amplified, unique and soft.

Eagle Voice Music (EVM) is Zimbabwean-African Sungura music genre pioneered by Aleck Musuki in the new millennium, derived from the "screeching" sound of an Eagle.

Ndakubvumidzai kubva zvino kusvika musi wa31 and after kuita makuhwa , shoko ngarifambe
19/10/2024

Ndakubvumidzai kubva zvino kusvika musi wa31 and after kuita makuhwa , shoko ngarifambe



Zvaendwa izvi it's finally happening today  21:00hrs @ Radio Zimbabwe.  Pasto Mai Patai Music  ft King David Baba Harare...
18/10/2024

Zvaendwa izvi it's finally happening today 21:00hrs @ Radio Zimbabwe. Pasto Mai Patai Music ft King David Baba Harare




Thabs Patience Chihwa CheGuhune Comics Reuben Yuda TV Takemore Mazuruse Mr Ridhikurasi zw

Handover and takeover manyama mkoma Allen skits vakundidzorera acting yangu ivo vouya ku music kwavo,Handiti maitonyatso...
14/10/2024

Handover and takeover manyama mkoma Allen skits vakundidzorera acting yangu ivo vouya ku music kwavo,Handiti maitonyatsozvionawo mega kuti mapopotero avo ndemunhu akaburukirwa basa nenika ende futi handiti zvirikunyatsooneka kuti ndini ndakavadzidzisa zvema skits ka ehe gud ndakutora basa rangu back now mamanzwa nekutukwa kkkkkkkkkkk

Mai Patai Music Mathias Mhere Takemore Mazuruse @

Sunday service settings, nhasi munhu wese kungonzi tipupure ngatingosimukai totongovaudza kuti 31 October uno new Album ...
13/10/2024

Sunday service settings, nhasi munhu wese kungonzi tipupure ngatingosimukai totongovaudza kuti 31 October uno new Album NDISIYE NDIKUSVIPE ririkubuda MUFANA TSANO audio and video ipapo. Ngavagare vatongo follower page uye ku subscriber to our YouTube channel

October uno ma1 pastor Mai Patai Mai Patai Music ft king David aka Baba Harare  hanz hakuna anoramba . Ukatorega kunakir...
10/10/2024

October uno ma1 pastor Mai Patai Mai Patai Music ft king David aka Baba Harare hanz hakuna anoramba . Ukatorega kunakirwa ipapa nepandirikubura dambarefu rangu NDISVIPE NDIKUSIYE wotoziva kuti zvegore rino zvavharwa ndava ndidzo 2 dzasara dzokunakidza iwewe kkkkkkkk kondokuzivaka kkkkkkkk

08/10/2024

Huku yakapiswa muromo haitengwe

Hey hey hey guys nyaya iya ye new album release yadirwa sugar muhuchi, as u can see ndina The esteem communications boss...
07/10/2024

Hey hey hey guys nyaya iya ye new album release yadirwa sugar muhuchi, as u can see ndina The esteem communications boss Takemore Mazuruse we had a successful meeting . But pane chinhu 1 chandishamisa ini vangonzwa ndichiti mkoma chiregai ndimhanyire ma kombi kwangu anozonetsa kana lwasviba ndikabva ndanzi tora mota mufana ufambe zvakanaka. Maiziva here inonzi Esteem Car rental Vanetsa semunhu wechikwereti kana mozogara

Usanetseke kana wada car rental ku Esteem ndokunoperera nyaya yacho
Mai Patai Music Reuben Yuda TV Chihwa CheGuhune Comics Thabs Patience

Finally  we successfully name our forthcoming album, 2024  production NDISIYE NDIKUSVIPE -NDISVIPE NDIKUSIYE .  Watch ou...
06/10/2024

Finally we successfully name our forthcoming album, 2024 production NDISIYE NDIKUSVIPE -NDISVIPE NDIKUSIYE .
Watch out for our 1st song MUFANA TSANO audio and Video this October


Chiregai tichingozviita October uno zvipere...............8 tracks + video almost ready
26/09/2024

Chiregai tichingozviita October uno zvipere...............8 tracks + video almost ready

Kudhara kwainakidza amana hummmm, inzwa inini.......  ryt ngatimbotaurai zvauyawo mundangariro dzenyu , makore api uye z...
17/09/2024

Kudhara kwainakidza amana hummmm, inzwa inini....... ryt ngatimbotaurai zvauyawo mundangariro dzenyu , makore api uye zvii zvaiitikawo kwenyu

Ini nemukoma wangu uyu Leeroy Kamusena taita chibvumirano regai timboona kuti vanhu hamu nakirwe here , plz watch the sp...
16/09/2024

Ini nemukoma wangu uyu Leeroy Kamusena taita chibvumirano regai timboona kuti vanhu hamu nakirwe here , plz watch the space

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Eagle Voice Music posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Establishment

Send a message to Eagle Voice Music:

Share