VekwaJiriyengwa

VekwaJiriyengwa VekwaJiriyengwa is a musical group which was formed in 2014
The group has so far recorded an album and three singles.

the group is inviting those with talents and skills to join in. The group is being lead by Mulevy Phibeon
Biggie Jiriyengwa.

02/06/2022

HUSIKU NEMASIKATI ZVINHU ZVIVIRI ZVAKASIYANA. CHIMWE CHIKAVAPO CHIMWE CHINO SHAIKWA. sEVANHU HATINA CHATINOGONA KUGADZIRA PAUVIRI HWAZVO. ZVAKAITWA NEMUSIKI (MWARI) ZVAKADARO.

26/04/2022

Mwakasimba here kwese kwamuri

18/02/2022
Generation
25/10/2020

Generation

03/10/2020

Chinzwa Isreal Jehova Mwari wako anongowa Jehova mumwe chete. Haaonekwi, haana kumboonekwa uye haachazoonekwi. Ndiye Mwari wedu kubva kare, iye zvino kana mazuwa ari kutevera. Umude nemwoyo wako wese,mweya wako wese nesimba rako rese. Mashoko aya uadzidzise vana vako, kan ugere mumba mako kana uchifamba munzira, kana uchirara uye kana uchimuka. Uasungirire paruoko rwako. Uasungirire nepahuma yako, kuti rugowa rundanyara pakati pemeso ako. Uanyore pamagwatidziro ako nepamasiwo ako.

18/05/2020

That video with the Municipal POLICE WAS DONE WITH THE ASSISTANCE OF VEKWAJIRIYENGWA.LISTEN TO THE MUSIC ,THATS THE TYPE OUR MUSIC.

Address

Pjiriyengwa@hararecity. Com. Zw
Harare

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
18:00 - 19:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
18:00 - 19:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 17:00
18:00 - 19:00

Telephone

+263773826560

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when VekwaJiriyengwa posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Establishment

Send a message to VekwaJiriyengwa:

Share