Jeller P TV

Jeller P TV Jeller P is a Singer, Actor, Comedian (Entertainer)

16/03/2026
19/12/2025

*Hanzi yasvika nguva yevakwasha vakadyiswa vanonotambira Xmas kwana Tezvara*

Runyararo please
πŸ™πŸ™πŸ™

19/12/2025

*haaaa zvinhu zvinochinja sure tisu takunyengererwa nevakadzi kamwedzi kano ka December kungodai zvonzi dady kani, kungodai shumba weeeee, kungodai temboooooooo, kungodai chiranduuuuuu imii*πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚
January tinenge takunzi rinongofunga zvisina basa chteπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œ

19/12/2025

Ring πŸ’ rinoiswa kuLeft because muchato hausi Right πŸ˜‚πŸ˜‚

Toiuraya paChristmas πŸ˜‚
08/12/2025

Toiuraya paChristmas πŸ˜‚

NdomaChallenges atiri kusangana nawo kumabhawa πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚
08/12/2025

NdomaChallenges atiri kusangana nawo kumabhawa πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Nyora Rondedzero based on this pic
21/11/2025

Nyora Rondedzero based on this pic

Huyai tidye muchero waibva kuno πŸ˜‚
20/11/2025

Huyai tidye muchero waibva kuno πŸ˜‚

20/11/2025

*πŸ’―Ukasadzidza apa haudzidze futiπŸ™*

*🧬Chikafu chaunotengerwa kana warwara chiya ndicho chaunofanira kugara uchidya kuti usarware in the first place .*

*🧬Matsvagiro aunoita mari kana wava pama one ndomatsvagiro aunofanira kugara uchiita kuti usatombopinda pama one acho*

*🧬Madiro aunoita mskana uchimupfimba ndiwo madiro aunofanira kuramba uchiita kuti love yacho igare.*

*🧬Magezero aunoita uchida kuwanikwa ndiwo aunofanira kuramba uchiita wawanikwa kuti zvifaye.*

*🧬Manamatiro aunoita waakutya kufa ndiwo aunofanira kungogara waita kuti satani atambire kure newe*

Tapedza mukando wedu wegore wemagrocery nhasi πŸ˜‚
19/11/2025

Tapedza mukando wedu wegore wemagrocery nhasi πŸ˜‚

Address

Harare

Telephone

+263771057542

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Jeller P TV posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Establishment

Send a message to Jeller P TV:

Share