Dr Mabara

Call Directions

Dr Mabara Kudzidza nhau dze njuzu. ne chivanhu
00263784701479

Mazuvano chero Asina ukama newe anokukwevera Simba rako gara wakangwara unokuduburwa gara wakangwara unoshandiswa nemuto...
14/09/2026

Mazuvano chero Asina ukama newe anokukwevera Simba rako
gara wakangwara unokuduburwa
gara wakangwara unoshandiswa
nemutorwa
kufira kutengerwa doro
kufira kugocherwa nyama
unokwarira pabonde ipapo dzotambwa nhau dzese ngwarira
wauchadanana naye uchadirwa Simba rako kugova kuparara kwako
gara wakangwara mhandu dzazara pese pese sema usaswa

Enjoy the videos and music you love, upload original content, and share it all with friends, family, and the world on YouTube.

22/08/2026

Unosvuta Bute muchikumbirira dzimu rako rikuvhurire kana ravhura wangoita Mari chete woipedzera kumahure neka girlfriend kako
kutotiza mukadzi Mumba uchiinda
Mari ikapera woti mudzimu yakurasa
nemhepo dzaukunohaka kuvakadzi
uchabaiwa nemhepo
dzemumusha mako
urikapenzi kemunhu
usavanda nehuvhimi kuti ndohunondidaro
imhepo yekuti ufe kana wahura
yekuti usaita chunhu muupenyu pfuma ikunzi iperere kuvakadzi ikoko
chengeta mukadzi wako nevana
zvakawanda Siya zvemeso meso
wakura wani .wamunhu mukuru wani
Dr Mabara

Kune munhu wekuti ukatamba naye matambudziko ake anotanga Kuva ako nhamo dzake dzose Dzova dzakorigare rwako rwose rwova...
17/08/2026

Kune munhu wekuti ukatamba naye matambudziko ake anotanga Kuva ako nhamo dzake dzose Dzova dzako

rigare rwako rwose rwova rwake Toti hwahaka here kana kuti munhu uyu ane hurombwa pafunge

kana aripo ita Nguva refu usingaonane naye nekuti unoshandiswa Tiza kune mapere musango

Mazuvano vanhu vakaromba varikusvuta Bute huvepo hwake ane achikweva Simba zvake une uchiti akukwevera Bute dzimu izvo akusvitira chikwambo chake kuti chikusvete masimba

vanhu hobho vayambukira pa Moza
asi Magumo azvo anorwadza

Varikuita zvematare avo pasina kuromba simbai Hondo ikuuya yakakura kupfuura zvayaiva hurombwa huchazara kupfuura matare akachena Zvana zvitoko toko zvicharomba zvimwe zvakatoromba

Simbai tone

karisei ako hama dzangu

Zim music traditional dance by Dr Mabara music

16/08/2026

Mazuvano vanhu vakutoita bira rekugamuchira shavi rehuroyi
vakuita bira rekusimbisa zvikwambo zvavo

ngwarirai kuinda mabira akadaro munobva zvunhu zvenyu zvisisafambe zvakanaka kusunga kweupenyu chaiko

une wamwa doro racho une wadya zvepo kududza une watambirana nezvepo asi vanorambana nazvo vakadya vanonzwa mudumbu usingaiti

kumbirirai zvakasimba hurombwa ne huroyi hwakura kupfuura kare

Dr Mabara

19/07/2026

Uri munhu asinga nyengereri umwe munhu ?
Urimunhu asingatye umwe munhu ?
Hazvina kumboipa
Unonyengerera Zviri kumusana kwako Dzimu nemasahwira aro
Kusvika Kuna Musikavanhu ndovaunotya ndovanokupa zvaunoda
Wenyama achiti utambure ushaye chekubata
Ivo varikumusana kwako
Havakurarise nenzara hazviite
Ukaona uchirara nenzara une wakaroiwa zvemando yepamusoro
Une uchida kupumwa

Saka wenyama usamunyengerera
Uri mambo iwe
Uri mambokadzi
asi murume wako
Mukadzi wako nyengereranai Mumba ndokuti imba irambe yakamira

Shamwari usanyengerera
Hama dzinodada dzinokutarisira pasi usanyengerera

Ndati ndiri reve kuchakachena

Dr Mabara

19/06/2026

Kuita mukadzi asingakuremekedzi asingakuoni sechunhu iwe wakatakura dare kokonzera kushaikwa kwepfuma Mumba kokonzera zhohwe zhohwe

Mhepo dziripamurume dziri dzehumambo dzotsamwa unenge uchito dherera naidzo dzounza nzara Mumba dzozviitira kubvisa mukadzi kuti aramwe ....mukadzi uyu paanongoinda murume uyu anosara achiita Mari isingaiti

zvimwechete nekumukadzi une dare hombe asi murume anorivhiringa murume uyu anoita munyama kushaya pfuma dzamara imba yaparara

ndikuti runyararo Mumba moita chunhu chimwe chete nekuti mhepo dzokuchengetai dzine godo nehasha kana homwe yadzo ikatambudzwa dzoda runyarara kuremekedzana

ndozvimwe zvekuti anokuvhiringa asingakuremekedzi uchiti umwe wako aite urwere napo napo kunyanya musoro wepahuma hurwere hwekurangwa Kunonzi haikona kucharika dare

zvikaramba zvichiindirira zvebopoto k***a imba inotoparara asi kune achasara Ari rombe rekupedzisira Mambo Gutu vapfuura havo nepano
Dr Mabara

Unombo dikitira here mukati memaoko kutoona ziya mumaoko kunyanya wabata Bute zvekuti Bute ronyorova ririmuruoko rwako ....
11/06/2026

Unombo dikitira here mukati memaoko kutoona ziya mumaoko kunyanya wabata Bute zvekuti Bute ronyorova ririmuruoko rwako ..nekupota uchibvunda gumbo rimwe chete kana makumbo kungwenda makumbo ?? Iri I dare redziva rakakwana
Munhu anopota achidikitira maoko ane ava nesimba rekubata vanorwara vachipora Simba rekutonhodza Hondo iSimba redziva hombe ...kungwenda ndiro reragara dare iroro ....unofanirwa kuita sei kana zvadaro

Nekuti Dziva rerakugara sekuona kwako unofanirwa kuita sei ??? Ndodzoka ndokupai here matauriro aungaita nekuti mhepo ye Dziva ine yagara zvotokushamisa kuti sei makumbo arikungwenda kubvunda

Kune vanonzwa kupisa mukati memaoko kunge mukubuda moto iri idare rejinda rehondo riripa ropa rako

Kana uchinzwa zvese izvi pamutumbi umwe chete une dare redziva nere sango Hombe

Enjoy the videos and music you love, upload original content, and share it all with friends, family, and the world on YouTube.

09/05/2026

Hupenyu hwako hwese kukunda kwako kwese kuyambuka unozviona kuhope asi usafarira kurara wakagutisa

Hakuna munhu anonzi haarote zvoitika ukaona usiri kutorota kana kuti wairota usisarote wakapedzwa Simba rose kukwidibirwa iwewe pachako

wakamborota uchimedzeswa shinda?
kana kurota uchikakata shinda isingaperi kukakata unopepuka usati wapedza kuidhonza

kuhope ndokotorwa pfuma zvese nekupihwa pfuma Chaucharota chodudza hupenyu hwako pahuri nepahuchava

kufa kwako zvikafamba mushe unokurota asi ukasaziva zvazvareva unotodyiwa netsanangudzo dzehope dzako

Unotorota nyoka dzichikudzinganisa wozvibvunza kuti chikunboita usaroorwa chii ? hope dzedzakutaridza dambudziko asi une usiri kuziva chete

02/05/2026

Izvi ndozvimwe zvezvimwe zvokonzera kuti munhu anzwe kufambwa musana musoro makumbo pachipfuva kumbomuka achiita seanopera Mweya kutadza kufema

kunzwa kuti mumuviri mako mune zvino fema

Varoyi vanotora nyoka vodeketera Mweya wemufi panyoka wogara panyoka... Kupinda kwenyoka mumuviri mako Unotorota uchidzinganiswa nayo kana kuvingwa nayo ichiita zvekujambira kana kubhururuka kuhope ikoko yokumhara yoita zvekupinda muganda mako yonyangarika .....

inotanga kurarama mumuviri mako ndokumwe kunzwa kufambwa kwaunoitwa Asi painozororera pamusana pako ndoinobata musana wekuti hautsvairi kana kukotama

ichi ndochikwambo chemuropa Unogona kuperezeka muviri
zvaunodya kunyanya nyama ndozvodya nyoka iyi pese pawadya nyama zvicherechedze ndopanonyanya kuita active kufambwa Kuvhuta vhuta kumachende Ako Zvokuti dzimwe Nguva unomuka wakatota ine ichidya hurume hwako nekurara newe

ndovakadzi vachimukazve vakatota unongonzwa kutekenyedzwa kuzasi iri tsinga iriku vhuta vhuta

zvinoita mhepo iyi inoita zvese zvinoita kuti ugare uchirwara zvawafunga kuita iyi ndo network inozvitsa kumuroyi wako zvobva zvakona

nyoka iyi kana yakakupinda iri doko kudyiswa kwainoita wakarara ndokusimbiswa kwayo nekukura kwayo ndomhepo yandoti inopinga kusabuda kwedzimu ndomhepo yandoti inonetsa kubva asi inobva murapwa anzwisisa zviga zvese zvekuiti ibve

mumusoro kana yofamba inonzwa kunge woda kupenga

wakamborota hope dzekupindwa nechunhu muganda rako ? Ndohondo yakaiswa iyoyo une wakapedzwa newe 70 .80 percent yevanhu vakatambwa izvi Ndezveku svibisa ropa kuti uve uri munhu anovengeka Zvese nemunyama
ndataura mhando yerudzi rwezvinofamba muropa asi zvakawanda ...nyora dzodaro imhuka iri connected ne shavi ...chipotswa

mhepo yandareva ukada kurwisa pakugeza ropa inotizira mudumbu Saka zvogezwa zvese kwenguva yakati rebei kuti ibve uye unezvokudya zvausingafani kudya pamwaka wekurapwa especially nyama

Dr Mabara

29/04/2026

Unotya njuzu parwizi
chero kugomo dziriko
ingoinda nzvimbo idzodzo
wakachenera dare

Address

Gweru

Telephone

+263784701479

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Dr Mabara posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category