Destinythedancer TOD

Destinythedancer TOD We do bachelor's party
kitchen party
stripshows
birthday party
private parties
pole dancing

31/07/2025
28/01/2024

Kana ndatonama ndatonama

Unenge wakato perera pamunhu wako zvekutofunga kuti uchapinda naye muguva handiti🤣🤣🤣 pamunenge makumuviga wapadhuze neku...
03/01/2024

Unenge wakato perera pamunhu wako zvekutofunga kuti uchapinda naye muguva handiti
🤣🤣🤣 pamunenge makumuviga wapadhuze nekumwa roga hama dzemunhu waakafira dzodza dzauyawo ne coffin re mwana wavo netsamba Yakanyorwa kuti afira inini saka ndamufirawo takabvumirana kuti tichava nyamaimwe and tichafirana tovigwa pamwe😂😂😂
apa unenge wato govera hembe dzako nemidziyo yako yese zvese ne fone yaukuswera uchi typer non sense unenge wapa charity
ha ipapo ndopaunoona kuti waizono vigwa kuna nyatsime uri 1 paunenge wavigwa pobva papihwa futi vanhu ma stands vobva vaisa imba yavo pamsoro peguva rako🤣🤣🤣🤣🤣

Happy new year imi vanhu imi

29 DECEMBER ---MABOPANE CHISANYAMA31 DECEMBER --- RUSTENBURG 3 places in 1 night 1 JANUARY --- MAMELODI Hapazoshayewo an...
27/12/2023

29 DECEMBER ---MABOPANE CHISANYAMA
31 DECEMBER --- RUSTENBURG 3 places in 1 night
1 JANUARY --- MAMELODI

Hapazoshayewo ane musoro muhombe akuda kufarisa apa

Saka zvihembe zvamanga makapfeka nezuro ndo zvihembe  zvamakatotenga muchiti ndo hembe dze Christmas here🤣🤣🤣🤣It's not vi...
26/12/2023

Saka zvihembe zvamanga makapfeka nezuro ndo zvihembe zvamakatotenga muchiti ndo hembe dze Christmas here🤣🤣🤣🤣

It's not violence but zvimwe zvinhu zvamunoita zvinosvota 🤣🤣

Zvekuti swimming pool inopindwa NE swimming costume totonzwa nemi musingagone Ku swimmer munoda Ku shamisira NE ma swimm...
21/12/2023

Zvekuti swimming pool inopindwa NE swimming costume totonzwa nemi musingagone Ku swimmer munoda Ku shamisira NE ma swimming costume ekuma Kula 🙄

Anodaro hake senzeni abvarura trouse kuita bumshot
hamuna zvamunoziya imi

Me against the worldToday am On ndukuda kubvira sendandirwa desielNhaimi vaskana imi hapanawo akuda kundiperekedzawo Ku ...
21/12/2023

Me against the world
Today am On
ndukuda kubvira sendandirwa desiel
Nhaimi vaskana imi hapanawo akuda kundiperekedzawo Ku hammaskraal here kunomwa neni beer hwahwa handingadhakwe NEMA strangers Ka

It's December let's have fun
12/12/2023

It's December let's have fun

It's December make it a date Tetichidya Mari dze bonus
07/12/2023

It's December make it a date
Tetichidya Mari dze bonus

Relationship yamazivano yakango fanana nekutsvaga mombe unotonzwa bhero richirira wototi wadziwana uchisvika padziri wot...
21/11/2023

Relationship yamazivano yakango fanana nekutsvaga mombe unotonzwa bhero richirira wototi wadziwana uchisvika padziri wotoona kuti hadzisi dzako 🤣

Ukadiwa zvekuti arwadzise ma ex ziva kuti ma Ex Ake makoko iwe uri nyama😂😂😂😂 Pane akamboona Indian street food here muka...
23/10/2023

Ukadiwa zvekuti arwadzise ma ex ziva kuti ma Ex Ake makoko iwe uri nyama😂😂😂😂
Pane akamboona Indian street food here mukaitsvaga ndochikafu chinodyiwa na sahwira wangu JNR VYBZ aka CHITSOTSI zvana Big Mac kwavari ritori drama

All I'm trying to say is shamwari dzangu ndodziziva

Address

Olievenhoutbosh
Pretoria

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Destinythedancer TOD posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share