27/08/2022
This page has more than 4000 people, ndokumbirawo kuti munhu wese ari pano atsvage vanhu vake two veku softer kuti vaite follow the page. Tikangosvika 10000 followers chete ndobva ndakupai song iyoyi yamukuti munoida iyi.
Saka zvave kwamuri vatendi, ini ndichange ndichingotarisa ma updates ndichikuudzai kuti tave vangani.
Ndokudai mose!