27/08/2026
π OPEN FOR COLLABORATIONS π
Musicians π€ | Comedians π | Content Creators π¬ | Poets | DJs
MHURI NGATIBATANE TISIMUDZIRANE!
Ini ndiri Delboy Aniey - Gospel Artist & DJ
Ndiri kutsvaga vanhu vane moyo wekubatana toita zvinhu zvikuru pamwe chete.
Zvatinogona kuita pamwe chete:
1. Music Features & Collab Songs
2. Comedy Skits & Drama
3. Content Creation & Promos
4. Live Shows & Church Events
5. Music Production & Beats
6. Ungava une camera chero uchida tibatane kushanda pamwe chete
Chinangwa chedu: KUSIMUDZA TARISIRO