Connie We share funny videos for funny friends, motivational, comedy and love we share freely. Comedy Club.
(20)

Kuenda kumusha kunobvunzwa kuti ucharoorwa rini nekunzi unoita rini mwana wechi 2 haaa never 👐🙌. Abahambe ngavaponde hav...
08/06/2026

Kuenda kumusha kunobvunzwa kuti ucharoorwa rini nekunzi unoita rini mwana wechi 2 haaa never 👐🙌. Abahambe ngavaponde havo ndoenda neZororo ini

Nhaimi pamuri kubvunzwa kuti "DO YOU MIND IF I TAKE YOU OUT" muri kupindura kutiii nhai. Vese vandiri kuti YES hapana ar...
08/06/2026

Nhaimi pamuri kubvunzwa kuti "DO YOU MIND IF I TAKE YOU OUT" muri kupindura kutiii nhai. Vese vandiri kuti YES hapana ari kuzodzoka wani😏😏😏.

Good morning ❤️.
08/06/2026

Good morning ❤️.

07/06/2026

Kudzokepi kusina monetization.

Mai Tanaka
07/06/2026

Mai Tanaka

Wardrobe yangu handisiye iyi kana takumhanyiswa neDhudhula.
07/06/2026

Wardrobe yangu handisiye iyi kana takumhanyiswa neDhudhula.

06/06/2026

Kudzokepi zvedu kusina Facebook freemode. Tiregei hedu isu 🙌👐. Tichauya neGreat Hope kana Zororo Phumulani.

Manyoni😜 Mwana waChasura😜 Gotwe raTry😜
06/06/2026

Manyoni😜
Mwana waChasura😜
Gotwe raTry😜

05/06/2026

MuZim mamwe maGarden unonyatsoona kuti haisi nyaya yekuti vanhu havadi kutenga maveg asi competition chaiyo aaah🙌 maVeg andiri kuonaka🙌.

Good morning
05/06/2026

Good morning

Address

Mandela Street
Port Elizabeth SP

Telephone

+263772730642

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Connie posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category