Chihera the maid

Chihera the maid content creator πŸ‡ΏπŸ‡¦πŸ‡§πŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Ό
(2)

Chimbo dzikai muterrace mungotiti happy wedding anniversary aaaaaaaah
20/08/2026

Chimbo dzikai muterrace mungotiti happy wedding anniversary aaaaaaaah

Vanhu vakawanda vari kundibvunza kuti mukutorwa mapic mega koBaba Gaa varipi apa neniwo handisi kuto ziva kuti varipi mu...
28/07/2026

Vanhu vakawanda vari kundibvunza kuti mukutorwa mapic mega koBaba Gaa varipi apa neniwo handisi kuto ziva kuti varipi mukasangana navo vaudzei kuti vari kutsvagwa kumba please

On this day God bless me with a son and we named him Anelka D mushukuto aka Gaa . Happy birthday mummy'sboy my proof kut...
15/07/2026

On this day God bless me with a son and we named him Anelka D mushukuto aka Gaa . Happy birthday mummy'sboy my proof kuti ndakazobroowa 🀣🀣🀣🀣🀣🀣 enjoy your day my Prince ❀️❀️❀️❀️

14/07/2026

Munhu wese tenga cake kwauri ikoko tipemberere birthday remunhu akaroora 🀣🀣🀣

07/07/2026

Hanzi uchavigwa negonzo nxaaaaaaah

Day well spent All Nations for jesus
21/06/2026

Day well spent All Nations for jesus

Happy anniversary to us 5good years of togetherness aiwa titende kuti pane kwaticha yenda here tichiyendepi asi πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ the...
18/06/2026

Happy anniversary to us 5good years of togetherness aiwa titende kuti pane kwaticha yenda here tichiyendepi asi πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ there is nothing like a perfect marriage but a good marriage is when you can fight and solve your problems with love and continue the journey at the end love aways wins love you so much Bamwana mhofu yemukono ❀️❀️❀️

17/06/2026

Kutonhodzwa kwachauruka pakadai muzvinhu zvevanhu unobva shuwa@ fans

13/06/2026

Ladies munotii nayo iyi hanzi ndogara ndowona uchitsondwa

11/06/2026

Hanzi it will end in tears marambana I guess the time is now it's now tears time

Address

Tzaneen 120 Kgbane
Polokwane
0835

Telephone

+26775904138

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Chihera the maid posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share