ITS Giving Zimbabwe

ITS Giving Zimbabwe We are giving to all Zimbabweans tokupai maruva muchiri vapenyu

Kana wafunga kubirwa mari yako tenga kune vanhu ava number yezvinhu zviri mukati neyavano kuudza zvinenge zvakasiyana ii...
06/08/2025

Kana wafunga kubirwa mari yako tenga kune vanhu ava number yezvinhu zviri mukati neyavano kuudza zvinenge zvakasiyana ii mbavha idzi tell a friend musabirwe

02/05/2025

Zvesviro zvandiramba ini ndoti Kadora ndokasika kutunda kononoka kumira futi second round racho ndokasika kutunda zvee ahh ndasiya ini

18/11/2024

'' Zvachiri chemhuri nhai.''

Inodaro girlfriend yaBaba vangu ndatunda hangu pasina kana 2minsšŸ˜‚

Ndakambo zvitaura ini chiTiudzei tinzwe kuti ring iyo bho here
17/06/2024

Ndakambo zvitaura ini chiTiudzei tinzwe kuti ring iyo bho here

KO hamuchatiudze kuti Vanofarira Imbwa staera🤣
09/06/2024

KO hamuchatiudze kuti Vanofarira Imbwa staera🤣

10/05/24
08/05/2024

10/05/24

06/05/2024

Dai magaro ane basa dai ndakarora Deli ndichisiya Tino🤣

Jah Prayzah uyu muhombe anenge achitoda
05/05/2024

Jah Prayzah uyu muhombe anenge achitoda

03/05/2024

Marko Sibanda ayiimba nyambo achirumbidzwa zvekuti heki nhasi zvikaitwa na Mark Ngwazi zvonzi haagone anoimba nyambo vanhu munovenga asingadye kumba kwenyu shuwa

Winky d akanzi Gore rino haulume waita mudiki kuna Master H naMacheso
30/04/2024

Winky d akanzi Gore rino haulume waita mudiki kuna Master H naMacheso

Address

Kempton Park
Kempton Park

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when ITS Giving Zimbabwe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category