04/01/2022
Hppy newyr everybody mafanzi angu mose makapinda here takakwana tose here ndonzwa kufara cz ka gore katabva aka kayitoda tambo kuti zvifaye but zvisinei tapinda chete ndoti mune rino gore munhu wese iti this is my year yema blessing pa zvose kutanga neni ndoti mufaro chete kusvika rapera Mwari vayineni amen