Baba Juju Confessions

Baba Juju Confessions Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Baba Juju Confessions, Arts and entertainment, Durban.

Step into the world of secrets, spirits, and untold confessions 🔮
Share your hidden truths, encounters, and experiences… anonymously and without fear.

Follow the Baba Juju Novels channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VbACFYA9RZATVcEa6D0uChiramu chakandisv...
02/06/2026

Follow the Baba Juju Novels channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VbACFYA9RZATVcEa6D0u

Chiramu chakandisvirisa ndakarivaara
Warning :Kana uri wega usaverenga

Ndaitobvaa zvangu kubasa musi weSunday ndakatengerawo mainini zvimagunanzi sezvowo mwedzi wakanga wapera uye mainini vaichema chema kt mukomana wavo akanga asina kana kuita happy birthday zvayo ini sejendurumeni ndakangot regai nditenge one two one two for mainini vangu ko tumasmall small kaa kadhiri nemaruva kadress tubhutsu nekanecklace haiwa zvitete izvo kaIphone ndakaita kekukwereta zvangu iphone 12 yangu ndokusvika paden ndokuwana mainini vakazvambarara zvavo musodzi yairatidza kt yakanga yamboerera zvisinei ndakapinda mukitchen ndokubika hangu favourite yamainini vangu ndokuzovamutsa paya ....uku ndakanga ndanzwa nekumisa ko ndakasvika kaa rakaita kunakikwa dress rakaanga ramumusoro nekuzvimbiririra kwakaita malips amainini nekurembera kwakanga kwakaita nduwe yavo ine kakutoterera kwemwando soo ndakaanzwa mboro yongo gwinha gwinha iro zamo rakaita kutsvuka rakaita kukura ndakati iri ukamonewa mboro naro unoridza muridzo ........ndakanzwa mboro yaita kusiriirika ndakamutsa mainini ndokuvapa food yavo ndapedza ndakazovapa surprise yavo kuzoona iphone ndakajambirwa munonngoziva excitement ndakavagukuchira matako ndakanzwa maoko angu kudziirwa nematako soo pandakamonerwa nemaoko avo nemuhuro umo

Ndakanzwa mboro yakuita kurova rova bhurugwa first time yangu kutota ndaiti ndezvevakadzi chete kaa ini .....mainini was tt type ine humai maria ndaitombofunga kt mulesben coz haa kusada kugumwa nemurume kwacho manje zvakazoti nyere plz feeling yekuvagumaa mboro yakajamuka ndakaramba ndakaputirwa kudaro ndakazongonzwa ndalokwa nemakumbo kumusana ndakatarisana namainini face to face soo ndakaona vakupusa ndakavasikiza nekiss ndakaona vangoramba vapfava ndakaona maziso vhaa ndini uyo kiss kiss ndichipuruzvira matako nemaoko ese ko ndaitya kuzomiswa kaa mboro yakanobaya matako amainini so ndakanzwa vakukoira koira soo ndakanzwa ndanzwa kunge ndagwinhwa zvekuti ndakambostika ndokubva mainini vadzikaa vakatanga kundikisa rimwe gumbo riri pasi rimwe ririimuchiuno changu mheche yakaita kuti nyena yakanditarisa soo ndakanzwa heat yaiita kubuda imomo soo .....ndakapushirwa pasi soo ndokutanga kubviswa bhande ndakarumwa muromo ....rakabviswa bhande ndokubva ndapinzwa ruoko mubhurugwa vakatanga kupuruzvira mboro zvinyoro nyoro vachindiyamwa tunatso soo ndakatanga kukoira ruoko rwavo soo

Vakandibvisa bhurugwa ndokundibvisa shirt ndokutanga kundipuruzvira pachest apa vachindikisa vandigarira soo vachiita kundikoira apa matako avo akaita kundiputira zvidzva zvese izvi.....vaiita kushinyira soo vachinditaarisa vakaruma malips soo ndakatanga kuyamwiwa natso vakadzika kuguvhu uku vachiita kundibonyora zvinyoro nyoro soo mboro ichiita kusiririka vakandibata mboro ndokusvirova rova pamalips soo vakatanga kudya mboro ichisiririka kudaro kuzodaro ndakabva ndapera ...vakapinza mboro mukanwa ndokutanga kusvozvwa mboro vachindipuruzvira pakati pezvidzva nechekumachende uku sevari kuverenga heyari yangu soo ....ndakatanga kugomera vachiita kusvisvina mboro ...ndakanzwa mboro kt yanyatsomira vakaibata ndokuiisa paburi remboro ndokuigarira zvinyoroo nyoro vachiita sevari kuteta soo ndakanga ndanonokerwa nekupaza mazimhatter amainini mhani ndaigaro maona akaita kutsemukira muskin tight ....vakangaa vakandibata muchest umu vakatanga kuita nyaa vhomo nyaa vhomo varipaslomo soo vaiita kuti vakati koi koi koi voti slomo kufamba kweRwaivhi ndakamedza mate kani ndakukwekweta mboro vaiita kurereka uku neuko mboro iri mubechee beche iroro raiita kudziya richinyatsofambisa ganda remboro up and down

Vakawedzera pace vakuita kuchemerera daddy kani ndakutundaaaa kani aaaah aaaaahh aaaah amama aaa mamaa kani aaaah dadddy ndakutunda kaniii aaaah .....ndakaavasimudzira matako ndokokutanga kusvirana naro vachikoira ndichikoirawo soo mboro yaiitu ikabuda vaiidzosera fast fast sooo ...ndakanzwa kudziirwa soooo vachiita kugomera soo ndakazivaa kt patundwa apa ndakabva ndangoripiwa nepadivi ndakatanga kusvirana navo zvinyorro nyoro nepadivi takatarisana soo tichikisana soo ..ziso ravo raranga rachivhurwa manje uku malips akungochema mboro ndakarinhafa beche nddichiita kukwapura mudhoto wavo uku vachiita kurova chikapa chesero soo kuita kuti kwe kwe kwee kwe suku suku zuu zuu ....ndakanzwa takalokana ndokutunda tese same time takaramba takambundirana mainini vachiita kunge vakuda kundimedza uku vachigomera nekundibata sevanoda kundimedza ....vakangoti gwi gwi gwi ndokutanga kukoira futi magoi goi ekunaakirwa aya vachiita kugomera soo nekubvundirira soo zero seven wan eit seven thiri tu thiri zero seven ........Ndakaizvongongoresa mboro vachiita kundipuruzvira kusana soo ndokubva vachiita kurara manhede vakaita kusimudza makumbo kuisa kugotsi ukoo vakaita V sooo mbutu yakaita kuuya kwandiri maoko avo vakaaita kuvhura ndichiona hapwa dzakatsvuka dzakaita kuchenaa soo ndakafambisa mboroo muzimugero rebeche ravo soo raiita kunama shondo soo ndait ndikaibvisa wainzwa kuti ncxabu soo

React and share

Follow Baba Juju Novels's WhatsApp Channel. Welcome to Baba Juju Novels 📚🔥
Your daily home of thrilling African stories, romance, drama, mystery, heartbreak, street life & powerful life lessons. Stay connected for addictive episodes, emotional twists, and unforgettable characters that will keep you reading nonstop. 😍✨
Join the family and never miss a new chapter! 📖🇿🇼. Join 12K followers for the latest updates.

02/06/2026

Follow the Baba Juju Confessions channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m

Ndakamboenda kumba kwaTsano hanzvadzi yemukadzi wangu ... Ndokuwana vasiko kuine mukadzi wavo (ambhuya) ndokunditi garai zvenyu paSofa.

Ndichinogara kudai ndakabaiwa ne Toothpick apa ndanga ndakapfeka formal trousers... Yakanyura yese mudako umu semunhu anga anyatsogara akadekara.

Ndakajamba ndichiridza imwe mhere yakavhundutsa mukadzi waTsano ... Ndichiendesa chiuno mberi ... Toothpick iya ichibva yapinda mukati meTrouse. "Maitwa Seiko!!!" Vakabvunza vachiratidza kutya apa ini ziso rabuda kunge mombe yadzipwa nechitorobho.

"Ndabaiwaa ...yuwiii!! Ndakadaro ndakasunga chiso... "Paiko" vakabvunza vari confused. "Padakoo!!" Ndakatongovaudza ...panga pasisina kunyara.

Ndakazorikurura bhurugwa ndokufongora ndakabata sofa ...zvekunyara zvinopera zviya ...vakabva vangoibata toothpick iya pavakaidhonza 😔😔ndakasunga chiso ndokuzonzwa 'tipuu' yadzurwa ..ndakarwadziwa kutaura idi.

Ndakapfeka pant rangu ...ndave kupfeka trousers, Tsano vachipindawo vachinzwa ndichitenda mukadzi wavo kuti "maita basa Madhuve!" Ndichivhara zipi...vakangouruka vachinotora chiNobkerry chaiva mumba imomo!

Mabudiro andakaita pamusiwo naNhasi handinyatsorangarira ...asi tsvimbo yakarova door rikabva 😔😔

Izvozvi hationane.
Kana masekawo chisiyaiwo like 👍, maita basa

01/06/2026

Follow the Baba Juju Confessions channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m

Muna 2017 ndichishanda pane imwe company muGweru ndakasangana neumwe muchinda ainzi Tapera, we became friends zvekutosvika pakugara tese muimba imwechete. Tapera was a cool guy aive asina basa nezvakawanda. Hushamwari hwedu kwakasvika pachinhanho chekuti mkomana akatanga kundiudza ma secrets, makuriro ake aakaita kubva achizvarwa, mkomana aive akakurira munhamo, upenyu hwainge hwakaoma, sometimes aiti achitaura nhoroondo yake taizopedzisira tochema.

Inini ndaive nemisikanzwa chaiyo yemhando yepamusoro asi nekuda kwamkoma Tapera ndakachinja maitiro kunge Morgan, mkoma vaigara vachinditsiura especially panyaya dzechechete, wainzwa voti... "mfana wangu dzikama, zvenyika izvi hazviperi unongofa ukasiya zviripo"

Kurara mumba week yese kwaindinetsa, ndaitowana zuva rimwe kana maviri andairara ndisipo tozongosangana kubasa namkoma, zvechihure ndaiva ndoita kunge Thomas Chizhanje vakadzi vacho ndichinyurura mboma kunge Robert Junior.

Rimwe zuva Tapera akatanga kundirondedzera achiiti iye amai vake vakashaika ari mudiki uye baba vake haana kugara avaziva, aitaura zvakare achiti ane hanzvadzi yake yaimutevera asi aive asingazivi kwairi achiti parufu rwamai vavo hanzvadzi iyoyo yakatorwa neumwewo munhu asiri hama mushure mekunge vana sekuru varamba kumuchengeta vachiti haana utano uye hatigari nevana vechiChewa mumusha.

Iyewo aiti akazosara achichengetwa neshamwari yamama vake mushure mekunge vana sekuru varamba kumuchengeta nechikonzero chimwecho chekuti baba vavo vaibva Malawi. Shamwari yamai vake iya yakazoshaikawo Tapera ave grade 7, vanhu vakasara pamba paya vakazoti kuna Tapera.... " munhu aikuchengeta pano haasisipo, wochitongoona kuti wodii neupenyu hwako". Kubva ipapo mkomana akabva apinda munyika achizama kutsvaka kuti orarama sei kusvikawo azokura.............. "Yasaiva nyore kusvika pandiri pano, upenyu hwaive hwakaoma bamnn",.... wainzwa vodaro zvavo mkoma, ipapo waibva waziva kuti mashoko ari kutevera inhoroondo nerairo dzemazvirokwazvo.

Umwe musi ndakazodirwa mbama zvekutorasa mweya namkoma mushure mekunge ndatambira mari ndokutengera chimwe chisikana chandaidanana nacho phone. Hameno kuti mkoma vakaiwana sei phone iyoyo pandaive ndakaiviga pamwe nemaruva , ndakati ndichipinda mumba ndikanzwa zvonzi.... " mama wakavatumira mari yesugar here zvawava kutengera ana Sophia maphone", nguva idzodzo ziso rangu rakamhanya nemba yose ndokusanganidzana nephone iya pamwe nemaruva zviri pamugomo pamusoro pacho paine ka note kaive kakanzi... "Sophie i love you like a banana without makanda".

Mkoma havana kuzondipa nguva yekubatanidza vakabva vatondikwapaidza vachiti...... " dai amai vangu inini vari vapenyu ndichivaitira madanha". Handina kutsamwa nazvo nekuti ndaiziva zvaishuvirwa namkoma mukati meupenyu hwangu.

Takazoti tave muna August mkoma vakadeposita stand yavo muGweru imomo ndokuzoipedzisa mwedzi waitevera vachiti... "mfana wangu handidi vana vandichazvara vagozorarama upenyu hwandakararama, rega ndimbovagadzirira nhaka".
Kuzobvawo ipapo imba yakabva yatanga kuvakwa zvishoma nezvishoma, iniwo nekusaziva sometimes ndaitoseka mkoma ndichiti... munotanga kuvaka imba musina kana bhebhi one zvaro.

Muna November mkoma vakabva vajumha mari mushure mekunge vabuda vari off kuenda kumakomba. Mari yavakawana ikoko yakakwanisa kupedza imba yavo pachizosarawo zvidiki diki asi yainge yotogarika zvekuti takabva tatobuda mumba matairoja kuenda kunogara ikoko.

Kubva zvatatanga kugara muimba iyoyo mkoma vaimuka keseni vachirondedzera hope dzakasiyana siyana, sometimes ndaizovamutsa vachiita noise vari kuhope, rimwe zuva mushure mekuvamutsa vakabva vagara vakazembera headboard zvikanzi... "thanx bamnn dai usipo ndaifira kuhope chete, imba iyoyi yatoisa upenyu hwangu pakaoma, ndiri kurota vanhu vachindirwisa". Ndakabvunza mkoma ndikati... "vanhu vacho ndivanani chaizvo", mkoma vakamboramba kutaura asi vakazopedzisira vandiudza kuti.. "ndiri kurota sekuru vachiti ndipe mapaper eimba iyoyo"

Zvinhu zvacho zvinorwadza kurondedzera, pasina kana mwedzi mitatu mkoma vakabva vatanga kurwara zvekusaziva kuti vairwara nei. Semunhu akatanga kurwara ari pabasa vakabva vamhanyiswa ku hospital,asi inini semunhu aiziva zvaiitika, kuenda kuchipatara kwaive kupedza nguva, zvamukoma zvaitoda chivanhu kana kuti chechi.

Manager wekubasa kwedu akazonditi... "hona mwanangu, iwe ndiwe unoziva nezva Tapera, hurwere uhu hwave kuda hama dzake chaidzo isu vatorwa hatingazvigoni pari kuda chivanhu apa".

Iniwo semunhu aibata paimbotaura mkoma Tapera nhoroondo dzavo ndakabva ndaudza manager kuti ndinokwanisa kuenda kwaMurehwa kumba kwasekuru vamkoma. Ndinopa kuenda kuna mdhara Makanje, vakabudisa mari muhomwe mavo kuti ndikwire kuenda nekudzoka kwaMurewa kuya. Zvechokwadi ndakapinda mubhazi ndokuenda, ndaburuka ikoko ndakatangawo kubvunza ma directions kusvika ndasvika pamba.

Ndakashamiswa nezvandakaona ipapo, pamba pacho pairatidza kuti hapadyiwe junk, paive pakavakwa zvemhando yepamusoro, paine zvirugwi pachiitwa ma projects akasiyana siyana. Ndichifamba kuenda kuchivanze ndakadeedzera tisvikewo kanenge katatu asi handina akadaira zvisinei nekuti sekuru vaTapera vaive vagere havo pamumvuri vakanditarisa vachinwa tea yavo. Ndakazvisimbisa ndikati pamwe havanzwe ndokuramba ndichifamba.

Ndakasvika ndokutumba ndichikwazisa sekuru ziso rangu riri kundiro yaive izera chiropa. Sekuru vaya vakabva vandidzvokora neziso raityisa ndikanzwa voti.... "saka iwe ndiwe wakangwara zvekuuya pano kuzondiudza nezvaTapera?", sekuri vaya vakasimuka ndokufamba vachipinda mumba ndokudzoka ikoko vakabata katsvimbo nechova, ndichona izvi ndakatya, pfungwa dzangu dzichiti chava chii chakuitika. Sukuru vakabva vagara pacheya yavo ndokunditendeka netsvimbo iya ndikambonzwa dzangu, ndakasimuka ndichida kutiza wanikwe makumbo haasisina simba. Nezwi riri pasi pasi ndakanzwa sekuru voti.... "kana une hanya neupenyu hwako buda mukati menyaya dzaTapera". Nguva idzodzo vakabva vandisikiza nechova ndokuzonzwa voti.... "ndokunzwira urombo, kana ndada zvangu unodzokera Gweru njere dzadambuka".

Nguva idzodzo ndaiva ndati ziii ndichinyatsonzwa kuti apa ndasvika pamuzinda chaiwo wevanhu vanoshereketa. Ndakabva ndanzi... "simuka ubude mumusha mangu, handidi kukuona pano zvekare"

Ndakabva ndangoti kwanyanu ndokutanga kumhanya ndichibuda gedhi, ndakatanga kufamba ndakananga kuroad kwaikwirwa motikari, ndiri munzira muya ndakabva ndaona umwe mkomana aiva agere zvake akafudza zvipfuwo, ndave kupfuura paari akabva atanga kurira nendimi, ndakamira ndakamutarisa ndichiti pamwe ari kuita majokes. Pandakaona oyerera misodzi ndakabva ndave nechokwadi nezvaiitika. Achipedza ndimi dziya ndakanzwa oti..... "mondiregerera zvishoma baba, ndiri kuona muchifamba makananga nzvimbo ye Midlands ndichireva Gweru" ndakabva ndagutsurira musoro ndikati... "hongu"

"Ndiri kuoneswa hurwere, ndabvunza baba ndikati sei, atadzeiko mwana uyo". Mkomana uya akabva amboti ziii ndokuzonzwa oti... regai ndikuitirei munyengetero baba, mugone kusvika kwamuri kuenda nyama nemweya zviri pamwe nekuti ndiri kuona njodzi mkati memugwagwa, ndiri kuona makatakudzwa mhepo irorema"

Munamato uchipedza kuitwa ndakabva ndaisawo michinjikwa mitatu, ndave kufamba kubva pamukomana uya ndakanzwa oti..." ndine hurombo".

Ndakamira ndokumubvunza kuti... "muchirevei mambo wangu" zvikanzi.... "chitori chiporofita chakazara ichocho"

Ndakazobva ipapo pfungwa dzangu dzaremerwa, ndaive ndisingazvibvumi kuti mkoma Tapera vangave vatoshaika, Ndichisvika pa road ndakabva ndakwira truck raienda Bulawawo. Ndakatanga kubaya phone yangu ndichizama kutsvaka zvingandivaraidza, nguva idzodzo ndakabva ndatanga kufunga hanzvadzi yamkoma Tapera ndichiti kana kuri kuti mkoma vashaya or kuti vazoshaya, hanzvadzi yavo ichaziva sei.

Semunhu aive pa Facebook imwe pfungwa yakanditi imbomutsvaka pamwe unomuwana, ndakabva ndasecha zita randakambonzwa namkoma pachibva pabuda vanhu hobho vaishandisa zita iroro zvese ne surname, ndakatanga kubaya ma profile dzimare ndisvike pane umwe wandakaona kuti chero zvodii uyu ndiye chete.

Ndakabva ndokanda massage ndokutodairwa, takatanga kutaura ndichimubvunza kana aiziva munhu anonzi Tapera Anthony Mwale. Musikana uya akabva apindura achiti... "Yes he is my brother", akabva atanga kurondedzerawo zvaaiziva panhoroondo yeupenyu hwavo. Zvisina kupedza nguva ndakabva ndatomuudza ipapo ipapo kuti mkoma Tapera vaive panhovo.

She didn't believe it ndakanzwa oti... "mwana wamai vangu wati ndidiiko chaizvo, makore mangani ndichikutsvaga, zvino ndokuwaniswa nekuda kwehurwere here? ", achipedza kudemba ndakanzwa oti... "chindipai number dzenyu tikwanise kutaura zvakanaka, kana ndikafamba mushe mangwana kuseni ndinenge ndasvika". Ndakabva ndamupa # dzangu ndokutanga kutaura paWhatsapp. Ndakazosara ndosvika Gweru iye ave kutodarika Polokwane.

Gweru kuya ndakawana dzangova nyaya, mkoma Tapera vaive vatoshaika , Manager Makanje semunhu wandaive ndapa feedback aive angomirira kudzoka kwangu asi iye haana kumbondiudza kuti mkomana ainge atotisiya.

"Hero basa mwanangu mkoma wako azorora, manje nezvawakanosangana nazvo uko handizivi kuti toita sei?", vanodaro Mr Makanje vachiratidza kupererwa.

"Regai timirire Angelica ndinofungidzira kuti atova pa border kutaura kuno, ari kubva South Africa"

"Angelica ndiani?"

Nguva yandakaudza Mr Makanje kuti Angelica ihanzvadzi yaTapera shasha yakatura befu kunge munhu adzurwa chitsinga, ndakanzwa voti... "at least"

Kunze koedza ndakanzwa phone yangu yarira, Angelica aive asvika mutown, ndakabva ndamusendera location ndokuchovha mota akananga kumba, ndakazonzwa bhero rorira shasha yaiva yatomira pagedhi, pamba taingove vashoma shoma nemamwe machinda ekubasa. Hongu taichema mkoma Tapera asi izvozvo hazvikutadzisi kuona chakanaka, body viewing dzaiitwa ne team rekubasa kwangu ndakanyatsoona kuti zvavari kuona ndizvo zvandiri kuonawo, Angelica ne friend yake vainge vakatakura kurema.

Inini ndaive ndatove part of the family takatorana nevasikana ndokuenda parutivi ndokutanga kuzuwa nyaya dzose kubva pazvakatanga kusvika ndizoenda kwaMurewa nezvakanoitika ikoko. Ndichipedza kutsanangura ndakabva ndabvunza Ange kuti... "zvino toita sei nemamiriro akaita nyaya, zvanga zvakadii titenge guva toradzika mkomana ozorora zvake torega kunetsana nezvakawanda". Angelica akabva aseka zvake ndikanzwa oti... "mkomana anoradzikwa kwaMurewa kumba kwasekuru, zvese zvavari kutaura ndezvekupenga, sekuru vakajaidzwa manje this time vairasa, munhu wavauraya uyu vachimuuraira imba yeke, guva tiri kuzonorichera pachivanze pavo chaipo"

Ndakambozama kuonesa musikana but airatidza kusatya zvachose. Musi iwowo ndakazoswera ndichifamba ne girls tichigadzirisa paperwork.

Takazobuda mutown zvinhu zvese zvarongeka, mota inotakura chitunha yaive yatovapo, takarara ndokuzofuma kuseni mota dzoenda kwaMurewa. Takazosvika kuya zuva rorereka. Sekuru vakashamiswa vachiona mota dzichipinda mumusha nechitunha, Angelica ndiye aive mberi ne Benz yake.

Sekuru vakambozama kumira pakati penzira vachi blocker mota asi Angelica akaramba kukwatiswa, ndakaona musikana owedzera mafuta akananga sekuru vake, kule pavakaona kuti hapasi kuitwa zvekuseka vakabva vasvetuka vachipinda mumunda ukuwo mota dzakabva dzatopinda muchivanze zvine style.

Mabudiro akaita Angelica mumota aiita kunge presidential guard, ukuwo friend yake yaive padivi isinganyenami vachipa vakomana ma sign ekuti coffin ngaribudiswe ripinde mu kitchen.

Vakomana vekubasa vaive vatochaja kudhara, serious yaive ne girls yaida kungotevedzera chete. . Mbuya va Tapera vakabva vamira pa door vachiti "hapana bhokisi rinopinda mumba mangu", ndakazongonzwa voridza mhere vachimuka kubhenji kwavaive vawira, vainge varegedzerwa mbama neumwe muchinda aive supervisor wedu.

Coffin richiiswa seri kwegoni sekuru vaTapera vaibuda ku bedroom vari bara vakabata katsvimbo kavo nechova uku mumusoro vaune ngundu vachiita kunge sekuru Tasvu.

Angelica achivaona akabva aseka zvikanzi... "kwete nhasi sekuru imbomirai drama"

Kule vakabva vatanga kupopota vachiti..." mwana waVongai usade kundiyedza masimba unofa usina kurwara", nguva idzodzo ndakanzwa friend ya Angelica yobvunza ichiti... "what is he saying". Angelica akabva amuudza nechirungu zvaitaurwa nasekuru.

Ayanda paakangonzwa kuti witchcraft ndakanzwa oridza tsamwa achivhara sekuru nembama ndikaona kule vachidonha dzibwa rakasviba kuti ndooo dzibwa rebute.

Mbuya vaive vamira kugedhi vachiita pamba pavo pekudongorera kunge pari kubviswa chikwambo natsikamutanda. Sekuru vari muvhu kudaro vakazama kusimudza tsvimbo yavo kutendeka Ayanda asi hapana chakaitika

Angelica akabva atanga kuseka ukuwo Ayanda aipa sekuru sign iya yekwa John Cena achindeyesa ruoko kumeso kwake, achipedza kudoro akabva awira sekuru negokora pachifuva. Mbuya vachiona izvi vakabva varidza mhere vachidzika nemukoto vachiti... "murume wangu ouraiwa", ukuwo sekuru vaive vongogomera vachiti.... "chiregai kudero vazukuru munondiuraya", Angelica aitosheedzera zvake kuti.... "ifai hamuna basa, mwana wamauraya anga ane mhosva yei, makatiramba pakafa mama asi nhasi uno morwadziwa nezvidoko zvatawanawo"

Nguva diki diki vanhu vaive vazara pamba vachida kunzwisisa kuti chii chiri kuitika, vamwe vevanhu vaivepo aive sekuru munin'ina waKule vaTapera pamwe nemhuri yake.

Ndakazonzwa umwe mkomana osheedzera kuti.... " mdhara taimbokuudzai kuti tiri kubata imimi matiri kufamba umu, mukatimhan'arira kwavashe muchiti ndapumhiwa huroyi, konhasi zvomotakwa kudai nemuzukuru mukai munomhan'ara tione"

Munin'ina wasekuru aive akati ziii zvake ndokuzoona odana Angelica parutivi hameno zvavakataurirana ikoko. Sekuru vaTapera kuti vamuke pavaive zvainge zvotorema, munin'ina wavo ndiye akatozochingamidza vanhu vainge vazara pamba achivaudza kuti.... "pano pamusha tatove nemariro, mwana waVongai uya Tapera akashaika atouya arimo mumba umo"

Sekuru vakazosimudzwa vonogadzikwa mumba mavo vachitadza kana kumira. Pasina nguva takaona pamba pasvika mota yaive tinted ndokubuda machinda four. Nguva idzodzo ndakaona vanhu ve village vachikwenyana kuchingonzi.... "vakomana vauya, pano pakutoita hondo"

Vainge vari vana vasekuru vaive vafonerwa nagogo vachiziviswa kuti mumusha maita mabhinya.

Shasha dzakabuda dzichizvikakata, ndokunzwa umwe oti... "Ari kupi Angelica, iwe usada kutijairira wanzwa, endai munonetsa kumusha kwenyu kuMalawi" Angelica akaramba akati ziii zvake , akabva afamba ndokuzevezera Ayanda, ndokuzoona Ayanda ofamba kuenda kumota.

Asvika kumota kuya akabva avhura madoor kwakubva agara zveke, hatina kuziva kuti vaive varonga kuti kudii.

To be continued



Follow the Baba Juju Confessions channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0mHide Baba Juj...
01/06/2026

Follow the Baba Juju Confessions channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m

Hide Baba Juju nezuro ndaenda kunosangana nemhunhu wangu for the first.ndaka4na ndichimuudza kuti ndasvika patainge tataururana kuti tosangana.akauya zvechokwadi murume akasvika akanaka what I can say jendrumeni. Takapinda mu restaurant akatenga food tisat tatanga kudya he excused me achidaira 4n.kubva ipapo handina kuzomuona futi akabva atoenda.ndakamira ndichamirazve kuzama 4n yake yakambotanga ichingoringinger pedzesira ndava blocked 🚫 luckily food anga asiya abhadhara hake.ndofunga haanakundifarira ndino bleacha
Bt aifanira kungotauraka pane kungo disappear, apa ndanga ndatoshevhawo mufunge .

Follow Baba Juju Confessions's WhatsApp Channel. Step into the world of secrets, spirits, and untold confessions 🔮
Share your hidden truths, encounters, and experiences… anonymously and without fear. . Join 43K followers for the latest updates.

https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0mHide Baba Juju Ndakati murume wangu auyawo kubva kubasa musoja anos...
01/06/2026

https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m

Hide Baba Juju
Ndakati murume wangu auyawo kubva kubasa musoja anoshandira kure Saka akasvika manheru haa sevnhu vnga vasuwana takalazana then mangwana kuseni ndobva ndati ngandiudzewo sahwira wangu ndobva ndanyora msg ndichiti sahwira hii daddy vakauya kuno ndakakwirwa kuno zvkt kuzasi kwese uku kukupisa hahaha you know nezvimwe zvekunyeba ameno ynga iri happiness yei ndakazongona msg yakudairwa nemuzukuru mu group re family yekwa hubby apa hubby wacho anga arimowo mugroup.Apa anga abuda time dzacho ndakapindwa nechando ndichiti ndoitasei kuti ndi deleter msg asati aiona kufon kwake.haa mujaya akaiona and anga anzwa nekufonerwa nana tete kunzi wamuona wasu wako wawakanotora kuchipinge ndkanyara veduwee
Tirikunyara Baba, 🙃

Follow Baba Juju Confessions's WhatsApp Channel. Step into the world of secrets, spirits, and untold confessions 🔮
Share your hidden truths, encounters, and experiences… anonymously and without fear. . Join 43K followers for the latest updates.

Follow the Baba Juju Confessions channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0mHello ladies....
01/06/2026

Follow the Baba Juju Confessions channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m

Hello ladies..so my husband suddenly developed this behavior yekupopotera vana, kana kungova moody. nekungotaura neni carelessly like kunditi imbwa, useless woman and all. kindly note kuti I don't depend on his money. we both work, iye pays fees yevana chete then ane account yedoro kwaanozoendesa mari yake yese. so rent, food, maid , amwe mabills , fuel near maintainance ndini ndinoita. Actually I'm the one akatenga mota but handina drivers license, handigoni kudriver so he drives me. So ,last night my husband was drunk and akakotsira akabata phone. I caught messages from more than 5 girlfriends in my husband's whatsappp , I took screenshots and sent them to my WhatsApp. he saw the screenshots in the morning and below is the message he sent me......"Yes, that’s where I get the attention you stopped giving me a long time ago. You rejected me long back, and I accepted that reality. So whatever you want to do with it, do it.
You already told me long ago that you don’t love me. The attention I get from other women is the attention I no longer get from you. Instead of insulting me the way you do always maybe ask yourself why your own husband fl!rts with other women while you are still there. It’s because you closed every door between us and deep down you know it too.
Tiri kungogarirana nekuda kwevana chete. The things I should be able to talk about with you are no longer possible between us. So let me be..."

Follow Baba Juju Confessions's WhatsApp Channel. Step into the world of secrets, spirits, and untold confessions 🔮
Share your hidden truths, encounters, and experiences… anonymously and without fear. . Join 43K followers for the latest updates.

01/06/2026

Follow the Baba Juju Confessions channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m

Ini nemukadzi wangu takataurirana kuti since zvinhu zvakaooma kudai vana 2 vatinavo vakwana hatichaiite umwe futi .Iniwo ndakabva ndaiita mwana ne girlfriend I think akandi trapper mwana wacho ndiri kuchengeta zvisingazivikanwe nemukadzi mari iyoyo ndotoiiita chi hustle changu kuti mwana Iyeye awane ye school fees asi naamai vake takarambana nekuti akaiita zvemusoro wake kuiita nhumbu .Last week mukadzi wangu akandiuudza kuti ane nhumbu ndikamuti hona ka shamwari takataurirana kutiii nenyaya dzevana bvisa nhumbu or marriage inoparara iye akati haakwanise kubvisa so this weekend ndakurongedza twangu nekuti handingagare nemunhu asinganzwisise

Ipapa Hatisi kutaudzana nenyaya yenhumbu iyoyo older brother yangu irikuti zvinebasa rei mukangoiita umwe but zvinhu Zvakaooma mari haisi kubatika but since mukadzi ariye arikuda third baby ngaachengete vese handizvikwanise notify when you post

01/06/2026

Follow the WhatsApp Auction channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VafVXn08F2p9bMXQ7W0b



*GABA strategy*
Ini ndinoisa mari mu gaba zvichienderana nekuti date ririkuti chiii

Let me give an example using January akuuya uyu. Musi 1 Jan ndinoisa $1 musi wa2 ndoisa $2 musi wa3 ndoisa $3 musi wa 10 ndoisa $10 kusvika musi wa 15 ndoisa $15.

Then musi wa16 Jan ndinobva ndatangidza process yacho ndobva ndaisa $1, musi wa 17 ndoisa $2 musi 18 ndoisa $3, musi wa19 ndoisa $4 ndichidaro kusvika mwedzi wapera.

If you do that panopera mwedzi unenge une $240usd mu Gaba.

*$240usd in a month only from saving ma $1,$2 iwayo. Panopera gore unenge une $3 000usd.*

Ini ndinogumira hangu pa $15usd but i have friends vanoenda mberi vachiisa mari mugaba inoenderana nekuti date ndiani. Musi wa 25 vanotoisa $25, musi wa 30 vanotoisa $30. *Panopera mwedz vaine over $450usd mugaba*.
Goodevening.

Happy to be part of this group. I was reading all businesses and all ideas, ndadzidza zvakawanda.

But regai ndibatsire umwe munhu concerning GABA. Ini ndine zvandinoita and zvinondishandira and i have seen kuti its a quick way of raising more capital.

Strategy iyi ndakaiita ndichida kuchata, zvikaita... I repeated it ndichida kutenga mota zvikaita.... I repeated it ndichida kutanga business zvikaita...

Saka to me its a *proven strategy*.
*GABA strategy*

Personally ndinogumira pa day 15 because ndakaona kuti handisati ndakukwanisa kuisa over $20 pa side.

But kana une business rinokupa over $20 per day i encourage you kuti uite kusvika musi wa $31.

Let me tell one thing GABA rinorwadza asi musi waunorivhura unosekerera and you wish kuti dai ndakazvitanga kare.

*Pamberi ne GABA*
*Pasi ne nhamo*
The forth strategy ndeye munhu anowana more customers kupera kwemwedzi.

First week you put $5usd everyday mu GABA. second week you put $10usd every day mu GABA. third week you put $15usd everyday mu GABA. last week you put $20usd everyday mu GABA. *panopera mwedzi unenge une 350usd mu GABA*
The third strategy yaunogona kuita ndeye kuita double the first strategy iya.

Apa unenge wakuisa $2

01/06/2026

Follow the Baba Juju Confessions channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m

Hide admin handizive Kuti x hubby wangu anomboita sei chaizvo kana Kuti arikufungei ,kubva zvandakasiyana naye kana kuzombodzoka kuzonyengetedzawo sevamwe kutoshaya hanya zvake now it's nearly 3 years munhu akati zii zvake.Nyangwe zvangu ndaimudherera ndichibhekwa nemasisters angu and also ndakamuti usasvike padhuze neni or nevana zvaisamutadzisa kuita attempt yekuuya kuzoona mhuri yake including me sezvinoita vamwe varume.Ndakamutorera furniture yose,mota netwumwewo akasara asina kana ndakapihwa imba pamba pababa vangu ndopandiri kugara .Amai vakashaya last year January baba vatove nemumwe mukadzi nyangwe zvavo vachembera, bhudhi vadiki vaanemukadzi anepamuromo pamba hapachagariki, Vana Sisi havachandibatsiri semabatsiriro avaiita kupwanya imba yangu vakungonzvenzvenga.Ma mistakes anowanikwawo Kuti ndifonere hama dzake havadi kana kutaura neni nekuti ndanga ndisingataura navo ndichigara nemwana wavo.Munhu wandiri kublamer murume wangu asirikuuya kuzondiudza Kuti ndidzoke Kumba sezvakaitwa or zvinoitwa nevamwe Varume vanehanya .Ndoita sei Kuti ndidzokerane naye baba vevana Ava?

Address

Durban

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Baba Juju Confessions posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share