Reality TV show

Call Directions Website Contact the establishment

Reality TV show Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Reality TV show, Arts and entertainment, Easteriver, Cape Town Southern Suburbs.
(10)

grade 6 azviita futi
12/10/2026

grade 6 azviita futi

Mukadzi uyu akawurayiwa nemurume wake kudzivarasekwa ndokunomuviga mumashanga echibage, apedza murume akaenda kwana Tezv...
12/10/2026

Mukadzi uyu akawurayiwa nemurume wake kudzivarasekwa ndokunomuviga mumashanga echibage, apedza murume akaenda kwana Tezvara ndobva asvikozviwurayira pamusiwo pevabereki vemukadzi. Murume ayivene 55 years mukadzi 33 vasiya vana 2 ane7 years neane4 years.

Hi ...Hide me pliz .Ndidzikamiseiwo hama ndisati ndazviuraya ini 😭.First born yangu ari form2 aneziBody ukamuona unoti a...
12/10/2026

Hi ...Hide me pliz .Ndidzikamiseiwo hama ndisati ndazviuraya ini 😭.First born yangu ari form2 aneziBody ukamuona unoti atove kana kuAlevel achikura Baba vacho vaingo muyemura chero vanhu vese vanongo muyemura Structure yake asi andina kuziva kuti ndichazobaiwa panyama nhete kudai 💔 .So tese tiri maTeacher tiripa Holiday tiripo pamba mwana wangu anomuka kuseni wotsvaira mumba ini ndozomukawo ndobika nekuita washen apedza . Last week Baba vacho wakamuka wakati dakumbonodziya mushana ndikasara zvangu mubedroom so ndakati regai ndinoona kuti sisi wapedza here kuCleaner ndichibike Breakfast ndakaona Baba vemwana vachibata Magaro emwana nemazamu ndakapukuta maziso angu kuti asi andichaone wanei vatotanga kuKissana ndakapererwa ndobva ndangoti ndochii murume akangoti sorry ndikati iri ijeri iri mwana wangu akabva atanga kuchema akati pliz Mama musasungise 👨 Dad mukavasungisa ndozviuraya ndakafonera bamukuru mukoma wacho natete vakuru wakauya wakashamisika apa murume aingove zii but mwana ndiye aitaura hanzi Dady vaingonditi wakanaka endewo inini ndaitovachivavo takatanga kudanana naDad ndiri grade 7 tinotorara tese Dad wakatondibaisa injection 💉 reDepoo kuti ndisaite nhumbu kufriend yavo Doctor saka ini Dad ndovada mwana akataura seagarwa neDemon kuratidza kuti atove chembere nezvepaBonde vanhu yese takapererwa so neni ndakaona chekusungisa murume pakadai apana tete ndokutora mwana wangu bvawaenda naye murume akangoti sorry chete bvaanyarara tatove ne4 days no kutaudzana. Hama dzangu nedzake dzakati musa musungise musiyei akadaro zvino ini andisikugona kuramba ndirimuno ndikasiya zvangu Murume wacho nemwana wadanane ndozvigarira kana kuzvipfuudza zvangu ndinganzi ndatadza here? maybe ndine chaakandishora pakusvika kudanana nemwana wake 2years dzese ndikaenda kumba kwedu zvakaipei Hama ndakaremerwa 😭😭?siya reaction kana wapedza kuverenga 🫴🏿

11/10/2026

Hoooo ava baba ava ma 1

Hanzi murume uya wekuuraya mudzidzi wepa MSU nepfuti 🔫, azvipfuurawo kuChiredzi. Pfuti muri kumbodziwanepiko nhai amana ...
11/10/2026

Hanzi murume uya wekuuraya mudzidzi wepa MSU nepfuti 🔫, azvipfuurawo kuChiredzi. Pfuti muri kumbodziwanepiko nhai amana dzakungoita kunge matoys?

Vamwe varikuti G6 akurumbidza kufadaya. Zvanzi dayi ambomirira guva ramukoma rawoma. Iwe unoti kudii?
11/10/2026

Vamwe varikuti G6 akurumbidza kufadaya. Zvanzi dayi ambomirira guva ramukoma rawoma. Iwe unoti kudii?

🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi idzi dzakachuchisa madzimai nesiki yegrey handisini ndadaro ndimadzibaba Kobo
10/10/2026

🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi idzi dzakachuchisa madzimai nesiki yegrey handisini ndadaro ndimadzibaba Kobo

PLEASE SHARE🙏🏾 | Two children, Princess Sabineti and Trinity Sabineti, were found walking along the road in Kadoma at ar...
10/10/2026

PLEASE SHARE🙏🏾 | Two children, Princess Sabineti and Trinity Sabineti, were found walking along the road in Kadoma at around 5pm while trying to find transport to Norton, where their mother, known as Forgi, is said to live.

The children only had US$1 for transport and said they had already walked around 15km. Fortunately, a man who came across them stepped in to assist and took them to Kadoma Central Police Station for their safety.

One of the children goes to Tambiranashe Primary School in Norton, and her teacher’s name is Madam Hwari.

Anyone who recognises the children or knows their family is kindly asked to share this information to help reunite them with their mother and loved ones.

***Vana ava vanga vachigara naAmbuya naSekuru kuVenice after Kadoma then mbuya naSekuru vakarwa. Mbuya kwakubuda kuseni vana vakasara vari vega kwakufunga kuti regai tiende kumba kuna mai kuNorton saka vakaonekwa muRoad that is why vakazoendeswa kuPolice muKadoma.

📸 More details on Ruka zw!

Durban yaparadzwa hoooooo
10/10/2026

Durban yaparadzwa hoooooo

Address

Easteriver
Cape Town Southern Suburbs
021

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Reality TV show posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Establishment

Send a message to Reality TV show:

Shortcuts

Share