Rollex Skits

Rollex Skits Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Rollex Skits, Art, 35701 Freedom Square, Bloemfontein.
(1)

31/08/2026

26/08/2026

Kurambirwa mota

Rimwe gore ndiri ku driver ndasvika parobot repana Glenera naSamora ndobva tabatwa nerobot so robot rakabva rava Green m...
24/08/2026

Rimwe gore ndiri ku driver ndasvika parobot repana Glenera naSamora ndobva tabatwa nerobot so robot rakabva rava Green meaning to say I was suppose to move but I don’t know what made me to delay with seconds to move apa motor yangu yaiva pamberi pemotor dzese someone akatondi ho**er kuti famba as I was about to take off I looked to my right ndobva ndaona tanker refuel raimhanya kuto pinda red robot and it seems as if it was a brake failure rikato pinda red robot masikati machena . Dai ndakapinda because robot was Green something bad could have happened apa taimhanyira kwatanga tadaidzwa kunoparidza.

Haasi ma delays ese anoitika mu hupenyu anokonzereswa nasatani mamwe ndiMwari vanenge vachikuchengetedza, dzidza kusafamba nekuti vanhu varikukuti famba kana Mwari vakati mira usaite nharo nekuda kwe pressure dzenyika nevanhu.

Ndakunamatira gona kunzwa nekuterera izwi raMwari

22/08/2026

Ihanganwa chete

Rollex wacho
20/08/2026

Rollex wacho

20/08/2026

Kuramba kurambwa

Address

35701 Freedom Square
Bloemfontein
9301

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Rollex Skits posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category