Fidwen Entertainment

Fidwen Entertainment please like, share and comment on this page. Art & Entertainment page

31/12/2022

2022 - 2023

30/12/2022

Ndiri kuuya hot hot
FIDé Fashion Weeks
Fidza Wenharo Jokes

Mr Fidwen
30/12/2022

Mr Fidwen

Mr FidwenFidza Wenharo Jokes
04/12/2022

Mr Fidwen
Fidza Wenharo Jokes

Fidwen Entertainment
04/12/2022

Fidwen Entertainment

22/11/2022

Please udzai mateacher asauya kuma lesson akaita make up
Ini handichadzidzi ndakangoyeva munhu anenge chidhori chanaiwa
Fidza Wenharo Jokes

22/11/2022

Ndokumbirawo vanosona hembe dzevakadzi vawedzere mucheka dzidarike mabvi plz
Wenyu Fidza
Fidza Wenharo Jokes

21/11/2022

Maruva anomboita sei kt rive fruit
Fidza Wenharo Jokes
Fidza Wenharo

20/11/2022

Nhasi ndiri kunamatira kuti ndiwanewo rice nemupunga zvokuvigira Vabereki vangu paChristmas apo
Nenyama yehuku zvese nema chicken cuts
🤔🤔🤔🤔
Fidza Wenharo Jokes
Mr Fidwen

19/11/2022

Vamwe vese vawaitamba navo vakaroora
Saka unoda kt ndiite sei navo
Fidza Wenharo Jokes
Fidza Wenharo

Ini ndiri kuenda kwatezvara naSample yebreed remombe kt vanorida hre
17/11/2022

Ini ndiri kuenda kwatezvara naSample yebreed remombe kt vanorida hre

Address

Mutoko
Mutoko

Telephone

+263787462127

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Fidwen Entertainment posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share