Evangelist P Nyabadza

Evangelist P Nyabadza Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Evangelist P Nyabadza, HAUNA, Mutasa.

20/05/2025

GOOD EVENING

GRACE BE UNTO YOU, AND PEACE FROM GOD OUR FATHER, AND FROM THE LORD JESUS CHRIST🙏🙏

Vañhu vazhinji tinopedza nguva yedu tichiita nharo maringe nekunamata. Unotoona vanhu vachisvika pakuti ravo sangano ndiro chairo rinoziva Mwari uye ndiro rinosvitsa vanhu kuna Mwari. Pauro anoti inharo dzeubenzi. Usava nechekuita nekutaura kwakadaro hama siyana nazvo. Ngatidzidzisanei gwara rekunamata Mwari tisiye katsika kekuti siya sangano rako uuye kwedu. Ngativerengei magwaro tigokura. Mwari vatichengete.

Usava nechokuita nemibvunzo youpenzi isina maturo, nokuti unoziva kuti inongomutsa kukakavara.
2 Timoti 2:23

Rev P Nyabadza

28/06/2022

good day to all

Address

HAUNA
Mutasa

Telephone

+263782055944

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Evangelist P Nyabadza posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share