26/07/2025
Makadii hamadzadiwa tinemurume uyu anonzi Constance Rashirayi akutsvagawo rubatsiro akawira mumugodhi akatyoka gumbo akatsvagawo $1200 akaiswa simbi pagumbo akatyoka iri zvino ava kumba simbi Iya yakaiswa pagumbo ndokutyoka mukati imomo saka akukwanisa 3months akangogara mumba saka avachina Mari kuti arapwe saka tauyawo kwamuri hama ngativabatsirewo nepamunapo isvike $1300kunyangwe nechikafu apa anemwana mudiki ane 2 years nemudzimai