Mr GB Bless

Mr GB Bless Garikai Blessed
international teacher

Nhy imi ndisvitsireiwo shoko rangu kuna Mukuruwemazuva VaChivhayo, vanozoto ko wakadii kutaura kudhara,muti hanzi neni k...
26/05/2026

Nhy imi ndisvitsireiwo shoko rangu kuna Mukuruwemazuva VaChivhayo, vanozoto ko wakadii kutaura kudhara,muti hanzi neni kana muchida bhiridha ndiripo ,vanozongondionawo nepavanenge vasundwa napo naMwari.ndatenda

26/05/2026
25/05/2026

Shoko ranhasi
Hakuna akavimba naJehovah akanyadziswa

Kana uchida kugara uchichema and une stress ,pota uchiti zvose zvirikukunetsa woudza bestie.within 24hrs tetakuzviziva tese....

25/05/2026

@

25/05/2026

Shoko redu ranhasi

Mapisarema 90
12 Tidzidzisei kunatsoverenga mazuva edu, Kuti tizviwanire moyo wakachenjera.

Ruka 12
56 Vanyengeri! Munoziva kududzira zvamunovona zvokudenga nezvenyika, asi hamududziri sei nguva ino?

Dai Mwari vatibatsira ,tadzidza kufambirana nenguva .tichinyatsokugona kuverenga mazuva.nekuti Muparidzi anoti chimwe nechimwe chine nguva yacho.so ukapesanisa nguva unorasikirwa zvikuru kwazvo..nguva yekudyara inoda kuzibikamwa,uye nguva yekukohwa inoda zvakare kuzivikamwa ,nguva yekuchema iriko uye nguva yekufara inoda kuzozivikamwa zvakare.dzidza kunyatsokugona kuverenga mazuva

25/05/2026

Vamwe vati this is Gombe mountain in Buhera vamwe vati Gondoyi in Masvingo,ko iwe ukuti kudii

25/05/2026

GREEN GATE ENGINEERING AND CONSTRUCTION, Please like,follow and share.thank you

Address

1234
Hatfield

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mr GB Bless posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category