19/10/2024
*Phinias akainda kuhingirandi nevarungu vake akawana mapiritsi ekusa chembera akafara chose, akatumira vabereki vake mapiritsi awa ainwiwa rimwe pagore pagore.Gore rekutanga vakamwa rimwe rimwe kuzoti repiri Mai Phinie vakanwa 2 vakadzoka kuita mhandara .Phinias akafungawo kudzoka kumusha paakasvika pamba akashamisika kuona pane musikana aitsvaira akabereka mwana akabvunza "kondiwe ani"ndokubva vamumhanyira vakati titambire mwanangu asiwandikanganwa ndini Amai vako ndiwo mapiritsi awakati tumira ndakazonwa 2 baba vako negodo vakanwa 4 ndivo vandaka bereka ava😂😂😂😂*