25/09/2026
Apa Bylaw achikurukura na Mukoma Victor Kunonga! 🪘✨
Ukaona vanhu vakuru vakagadzika zvakadai, unobva waziva kuti nhasi pane chakanaka nekugona kuri kubuda. The vision, the rhythm, and the deep respect for our heritage in full motion.
Mbira dziri kurira zvine masimba pa Glamis Arena!
📍 Venue: Glamis Arena
🗓 When: Nhasi!
Huya tibatane tiseketse nekupemberera mhanzi yedu nezviratidzo zvechinyakare! 🇿🇼🥁