Bhudhi Muku

Bhudhi Muku Comedy and Education on
'Siblingship'.

My smart sister, Mukundi Ruvheneko
12/04/2026

My smart sister, Mukundi Ruvheneko

Cute sibling
12/04/2026

Cute sibling

11/04/2026
10/04/2026

Lessons on Nannies
Good morning 🌄 Nhasi regai ndimbomupai tip or tips panyaya yemaNannies. Do you know kuti sevana tinoona zvizhinji zvamusingaone zvichiitwa nana Aunty. Ndiri Bhudhi ka ini, I have observed the following:
1. Nanny anotsvaga basa kuti awane mari, but pafair, haadi basa racho.
2. Nanny anosema tsvina yemwana, check kuti diaper changing yaitwa how many times, try kungosiya zvako 5 madiaper muone pamunodzoka from work anenge ari mangani...vanochinja mwana ka2 or ka1 achiziva mave kudzoka.
3. Mukaka wemwana zivai kuti unenge uchitonhora havadziise avo, apa macontainer acho haasukwe during the day vanongowedzera mukaka pasina kumbosuka...check the lids and tops pamodzoka muchaona mukaka wakafa🙂‍↔️

Not all Nannies do this but chenjerai vabereki, masiblings edu haazotaure but nekuda kwemaphone akati kuuya aya, tunombosuffer tumaAngels, vana Aunty vemazuva ano vanoda pay not basa

Vabereki ndizvo here izvi. Izvi ndizvo zvimwe zvinozoita tikure tichivengana sema siblings, unogara uchifunga kuti kamun...
10/04/2026

Vabereki ndizvo here izvi. Izvi ndizvo zvimwe zvinozoita tikure tichivengana sema siblings, unogara uchifunga kuti kamunhu aka ndokaindirovesa aka...but Bhudhi Muku havadaro. I love my siblings.

What kind of drama is this?
03/04/2026

What kind of drama is this?

03/04/2026

Vabereki muzvibate paEaster handitika

Address

Glaudina
Harare
0000

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Bhudhi Muku posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category