Omzy265 Official

Omzy265 Official � Recording Artist & Studio Producer
� Mixing | Mastering | Beat Production

02/04/2026
02/04/2026

02/04/2026

Hule mpaka kumuuza k*ti ndakusowa honey 🙄

Chepesan kuba madolo 😎
09/03/2026

Chepesan kuba madolo 😎



👮‍♂️:Ndiwe wanga uchifona,tauya👩:ehe👮‍♂️:watidedzerei👩: Ndangoti handingango k*tsvagei kana Paine zvaitika chete rega nd...
08/03/2026

👮‍♂️:Ndiwe wanga uchifona,tauya
👩:ehe
👮‍♂️:watidedzerei
👩: Ndangoti handingango k*tsvagei kana Paine zvaitika chete rega ndimbokudedzaiwo chero ndirikufara kudai plus ndine passport ine ma days.



Muchinda uyu wamurikuona abatwa achibira vanhu phone  neka pfut kaakabata ako  kuZimbabwe. Muchinda uyu aiva kuno kuSA. ...
07/03/2026

Muchinda uyu wamurikuona abatwa achibira vanhu phone neka pfut kaakabata ako kuZimbabwe. Muchinda uyu aiva kuno kuSA. Akakumbira vabereki vake k*t ndakuda kumbodzoka kuZimbabwe ndimbondoita zvechikoro. Izvo kwani shava vanga vakatotenga kachipfut kavo kasina mabara kuzvimakaradhi. Shava vanga vatova nezvimazuva vachishungurudza vanhu vachitorera maphone. Porisi yekuZimbabwe ikati zvishoma izvo. Vakamuvandira papost yake sezvo vanga vapihwa tip off from someone tisataura mazita. As you see mukomana wangangurwa akatombopihwa kudya kwake. Big up Zimbo Police Officers. Apa akuita kunge munhu mukuru nekurobwa. Mama yangu 😆

Address

Mpherembe
Mzuzu
2189

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Omzy265 Official posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share